Lyrics

Ndotaura naniko? Nditaure ndotukwa Ndotaura naniko pamuromo paine bvuta renhunzi? Nhai ndoudza aniko ndiri muzambiringa munyemba? Nditaure ini ndorohwa Kutaura hanje yakurwa nesasa Ndotaura naniko? Nditaure ndotukwa Ndotaura naniko pamuromo paine bvuta renhunzi? Nhai ndoudza aniko ndiri muzambiringa munyemba? Nditaure ini ndorohwa Chapinda munzeve chawaridza bonde Hona, ah itai zvenyu ndimi munoziva Ndinatse sei imi mondisindika Makandiwana ini munakandafa Makandinhonga ini munakandafa Makandiwana ini munakandafa Makandinhonga ini munakandafa Chamunoda chii panhanga yepwere? Matare enyu musati maronga Chamunoda chii panhanga yepwere? Matare enyu musati maronga Vagoni zvenyu inga makagarika Hona, mune rugare rwunenge rwenda Inotoruma akaitakura Makandiwana ini munakandafa Makandinhonga ini munakandafa Chamunoda chii panhanga yepwere? Matare enyu musati maronga Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wayenda Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wabaya Hona, makandiwana ini munakandafa Makandinhonga ini munakandafa Chamunoda chii panhanga yepwere? Matare enyu musati maronga Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wayenda Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wabaya Makandiwana ini munakandafa Makandinhonga ini munakandafa Chamunoda chii panhanga yepwere? Matare enyu musati maronga Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wayenda Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro" Kugona kukonyora wab-
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out