Lyrics

Gondo rapotsa nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri Rinokumba chero marara Hurombo hurombo, usaite segondo Rinokumba chero marara Hurombo hurombo, usaite segondo Rinokumba chero marara Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri Rinokumba chero marara Kunetseka unganetseka hako sei Usaita segondo rinokumba chero marara Kutambura ungatambura hako sei Usaita segondo, rinokumba chero marara Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu iri Rinokumba chero marara Gondo rashaya nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Gondo rapotsa nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Gondo rashaya nhiyo, rine shungu iri Rinokumba chero marara Kuswero gunun'una gunun'una gunun'una Usaita segondo rinokumba chero marara Kugaro kugunun'una gunun'una gunun'una Usaite segondo iwe, rinokumba chero marara Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri Rinokumba chero marara Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu Rinokumba chero marara Hee gondo rashaya nhiyo, rine shungu iri Rinokumba chero marara
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out