Lyrics

Zvakaoma kudaro, tsanangudzo nenharo Ndini ndazovashaisa mufaro Kukurumidza, kukurumidza, kukurumidza, kukurumidza kumedza Wakatsemura moyo wangu, nhasi ndiwe wochema, ko ini ndadii zvangu? Kukurumidza, kukurumidza, kukurumidza kumedza, ooh, aah Gogogoyi ndewei, ko iwewe wadzokerei? Zvakaoma kudaro, tsanangudzo nenharo Ndini ndazovashaisa mufaro (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) ohh Iwe wochemei, iwe wochemei (vashaya mufaro) Iwe wochemei? Hoo, hee (vashaya mufaro, vashaya mufaro) Ndorarama zvandinoda, ende usandibvunze Ende usandibvunze, ende usandibvunze Kukurumidza, kukurumidza, kukurumidza, kukurumidza kumedza Eeh (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) iwe wochemei? Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei (vashaya mufaro) Iwe wochemei? Hee, hee (vashaya mufaro, vashaya mufaro) (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) kukurumidza, kukurumidza Kukurumidza, kukurumidza kumedza (vashaya mufaro) (Vashaya mufaro) wakatsemura moyo wangu Nhasi ndiwe wochema (vashaya, vashaya mufaro) ko ini ndadii zvangu? Kukurumidza (vashaya mufaro) kukurumidza (vashaya mufaro) kukurumidza kumedza Ooh, aah (vashaya mufaro) Zvakaoma kudaro, tsanangudzo nenharo Ndini ndazovashaisa mufaro Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) Iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) (Vashaya, vashaya, vashaya mufaro) iwe wochemei, iwe wochemei? (Vashaya mufaro) iwe wochemei (vashaya mufaro) iwe wochemei Iwe wochemei? (Vashaya mufaro)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out