Music Video

Alick Macheso - Baba naMai
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Alick Macheso
Alick Macheso
Vocals
Orchestra Mberikwazvo
Orchestra Mberikwazvo
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Composer

Lyrics

Baba namai musha wedu washata Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita Baba namai musha wedu washata Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa Sekuru Zanda kutsakatika nenyika Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa Sekuru Zanda kutsakatika nenyika Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho Chinopedza dzinza Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Angava aniko ada kutipedzesa? Angava aniko ada kutipedzesa? Angava aniko ativavarira? Angava aniko ativavarira? Ingava ngozi yapinda mumba medu Ingava ngozi yapinda mumba medu Chingava chikwambo dzorerai Chingava chikwambo dzorerai Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Angava aniko ada kutipedzesa? Angava aniko ada kutipedzesa? Angava aniko ativavarira? Angava aniko ativavarira? Ingava ngozi yapinda mumba medu Ingava ngozi yapinda mumba medu Chingava chikwambo dzorerai Chingava chikwambo dzorerai Chondofira chiiko ini, chondofiraka ini? Chondofira chiiko ini, chondofiraka ini? Chotofira chiiko isu, chotofiraka isu?
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out