Lyrics

Inga wakataura wani Kuti munhamo tiri tese Saka wapanduka sei? Inga wakataura wani Kuti munhamo tiri tese Saka wandisiya sei? Wandisiya sei? Wandiramba sei? Wapanduka sei? Wanditiza sei? Wandisiya sei? Inga wakataura wani Kuti munhamo tiri tese Saka wapanduka sei? Wapanduka sei? Wanditiza sei? Wandiramba sei? Wandisiya sei? Wacheuka sei? Inga wakataura wani Kuti mugwara tiri tese Saka wacheuka sei? Wacheuka sei? Ehee eh Wandisiya sei? Wapanduka sei? Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Ndoite kusimba nederere (woma) Derera samwenda (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Ndoite kurara ndakasunga (woma) Ndoite kurara ndakasunga (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Rekayi sunungura moyo wako Rekayi sunungura moyo wako Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Rekete sunungura moyo wako Rekete sunungura moyo wako Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma) Ndoite kusimba nederere (woma) Derera samwenda (woma) Rekayi sunungura moyo wako Rekayi sunungura moyo wako Wandisiya pakawoma (woma) Wandisiya pakawoma (woma)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out