Lyrics

Hey Mr Brown, you wanna make something sick? Ah ah Oooooh ooh ooh Handi nyengerere Satani Handi nyengerere Satani Andi nyengerere Satani Andipe chanzi Satani Kwandabva kure kure Andidzokere shure Ndoenda mberi Kwandabva kure kure Andidzokere shure Ndoenda mberi Mwana waMai Maria ndiye arikurira mumba manguwe Mufaro waIshe Jesu ndiroka simba rangu Kufara isarudzo Andi nyengerere Satani Andi nyengerere Satani Akauya kucomments section Ini andimbogaya Ndogara kuma terrace Akauya kuinbox kwangu Ini andikendenge Ndobhloka mamessage Akauya mumba mangu Ini andikendenge Ndogarira vana vangu Akauya kubasa kwangu Ini andikendenge Ndogarira basa rangu Mwana waMai Maria ndiye arikurira mumoyo manguwe Mufaro waIshe Jesu ndiroka simba rangu Kufara isarudzo Ah ah Ah ah Mwari Baba, Mune tsitsi Mune ngoni, Muno gona Musazotisiye takadaro Tiri vana vanhasi, ama2000 aya Musazotisiye takadaro Chero tikati atikendenge, atitsiurike, atibatike Musazotisiye takadaro Oooooh oooh oohh ooh Jesu ki Morena Keya ora fela mudi waruna Jesu ki Morena Keya ora fela mudi waruna Jesu ki Morena Keya ora fela mudi waruna Jesu ki Morena Keya ora fela mudi waruna Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu Mufaro washe, (mufaro washe) awuwa mufaro wangu Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu Mufaro washe, (mufaro washe) awuwa mufaro wangu Mufaro washe, (mufaro washe) mufaro wangu Mufaro washe, awuwa mufaro wangu Ah ah
Writer(s): Fungisai Mashavave Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out