Lyrics

Tora nzira yako musoja uyambuke Ukakwira gomo ndapota usadzike Ukarova ngoma vanhu ngavasimuke Shaura kana kune varere vamuke Vanhu vakafara wava mutserendende Vanhu vakafara wava mutserendende Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Tinofamba nemamayera, ngoma tichidandaura Kunge mukanya kukanyaira, shaura ndigodavira Tinofamba nemamayera, ngoma hudandaura Simudza musoro ugotarira, chaunga ifararira Kunge mukanya kukanyaira, shaura ndigodavira Hatichaneta takajaira, ngoma hudandaura Hatichazeza takajaira, ngoma hudandaura Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana kani (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Iwe soja unorema, kunge dima regore dema Haiwa murikubata ndima, hongore-iherewe Munobvepi muzere shena) Tarirai kunze zvakwachena, bhinya rarara richikwenya hongore-iherewe Ndikaenda ndarova handidzoke vasikana (amai kani) Munondiona kana hari dzasukwa (amai kani) Ndikaenda ndarova handidzoke vasikana (amai kani) Munondiona kana ngoma yabvaruka (amai kani) Ndikaenda ndarova handidzoke vasikana (amai kani) Munondiona kana hari dzasukwa (amai kani) Ndikaenda ndarova handidzoke vasikana (amai kani) Munondiona kana ngoma yabvaruka (amai kani) Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana kani (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Uyu ndiSamanyika, bhutsu mutandarika Arikupfichura jecha, arikudzedzereka Uyu ndisamanyika, bhutsu mutandarika Arikupfichura jecha, arikufemereka Ndibereke, ndibereke, kana ndadhakwa, ndibereke Kana uchindida ndibereke, kana ndadhakwa ndibereke Kana uchindida ndibereke, kana ndadhakwa ndibereke (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute) Ahoye hoye hoye vasikana woye (kumbumura mhute) Kumakuwerere kunorire ngoma woye (kumbumura mhute)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out