Lyrics

Ndakaronga dondo Ndakaronga dondo changamire Ndaiti pandasvika mutserendende, ndagona Ndaiti patasvika mutserendende Apa ndakaronga dondo, ndakaronga dondo changamire Ndakaronga dondo Kusaziva chisi chako mazwi mashoma Chisi chako masimba mashoma changamire Masimba mashoma Apa ndakaronga dondo, ndakaronga dondo baba iwe Ndakaronga dondo ini Saka ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko matonga kare? (Ndingaiteiko matonga?) Ndaiti kunotanga akatanga, achitevera wakatevera Ndaiti kunotanga akatanga, achitevera wakatevera Apa ndasara ndoga, ndasara ndoga, ah babawe kani Uku ndokuronga dondo, ndakaronga dondo changamire Ndakaronga dondo, oh babawe kani Ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko kwatongwa kare? (Ndingaiteiko matonga?) Ndakaita angu mafungiro, ivo vaine avo changamire Kaita angu marongero, ivo vaine avo changamire, hinde Apa ndakaronga dondo, ndakaronga dondo changamire Ndakaronga dondo, oh babawe kani Ndaiti pandasvika mutserendende, tagona, oh Ndaiti patasvika mutserendende (ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko matonga kare? (Ndingaiteiko matonga?) Chisi chako mazwi mashoma (Ndingaiteiko matonga?) Chisi chako masimba mashoma (Ndingaiteiko matonga?) Saka ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko matonga kare? (Ndingaiteiko matonga?) Oh, babawe kani, oh babawe kani (Ndingaiteiko ini matonga?) Ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?) Kuita angu marongero, ivo vaine avo changamire (Ndingaiteiko matonga?) Kuita angu mafungiro, ivo vaine avo changamire (Ndingaiteiko matonga?) Ndodiniko matonga? (Ndingaiteiko matonga?)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out