Lyrics

Doctor (girls de mi know) (Sonje, sonje, sonje) Dangerzone Usipo unoti inini ndingararame sei? (Babe hazvichanakidza) Kunze kwako ndinai angandisimbisa? Zvakurema kugara, ndega Kana iwe usipo babe, ndega Nyangwe kufara inguva pfupi Takasimbisana tichapinda machena Asi wakaenda Nguva yareba, usipo pandiri neni Long time handizive ukufunga zvipi Sepandondanetsekana masango matema Dzoka kwawakaenda Handingafare uchindidai Ndiwe reason yandoraramira yangu life Handinga zvikwanise ndiri ndega Sometimes paunofona ndino filler better Seiko wakandisiya ndichinetseka? Kungonetsana padikidiki musambo wapedza Mira ndikuudze babe hakuna musha isina bopoto Kwese-kwese zviriko Nyangwe ndakatadza ndinini Ndiri wako ini
Writer(s): Freeman Hkd Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out