Listen to Jamba MaNumber by Voltz JT

Jamba MaNumber

Voltz JT

Hip-Hop/Rap

1,348 Shazams

Lyrics

S-s-s-s-s Salsa Records Unoona toita mazi-time tiri paroad City to City, kudhara ndaifona padiki padiki But mazuvano busy busy Hanzi wakuganza manje (wakuganza) Ndichiri zvandanga ndiri, except mazuvano manje Ukaona vakubuditsa ma-speaker panze (speaker panze) Then wakuziva takusvika manje (takusvika) takutanga manje (takutanga) Tonotambirwa nevese vakamira panze Imbozvizorodza mupfungwa, usafunge zvakawanda (usafunge zvakawanda) Usaremedzwa hana Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviite sei (zviite sei) Havabvunze zvakawanda Vakanzwa JT achabatikira areas (areas) Vanoziva vachambajamba ma-number Okay, time yavaifanira kutimisa vakatadza (vakatadza) Hapasisina mukana Okay luck rinokuwana wane nguva uchiritsvaga (wane nguva uchiritsvaga) Jesu ndaasasvike wakarara (Jesu ndaasasvike wakarara) Saka ini handiterere potaurwa madhiri akadhakwa (akadhakwa) Inwa asi usararadza Unoona patanga chega chega chataigona inharo Zvaramba tairamba kuti zvaramba, but izvezvi tabho (tabho) Ndoverenga ma-comments from my people when I'm low (when I'm low) Vachitaura kuti usavharwe manumber aya mabho Weekend ichisvika tirikusangana kuShow Ndova-tipper bhoo gen'a, zvese zvinoita bhoo Imbozvizorodza mupfungwa, usafunge zvakawanda Usaremedzwa hana Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviite sei Havabvunze zvakawanda Vakanzwa JT achabatikira areas (areas) Vanoziva vachambajamba ma-number (ey, ey, ey, ey) Thank you, thank you, thank you Ane ma-one, ane ma-plan Ya, ya, ya Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number (jamba ma-number)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out