Lyrics

Imi baba manyanya kurova mai Ndimi baba manyanya kutuka mai Munoti isu vana tofara sei? Isusu vana tofara sei? Kana mai vachichema pameso pedu Kana mai vachingochema pameso pedu Vati ponda hako ndifire pavana vangu Hunzi pondai henyu ndifire pavana vangu Ndozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakwa? Idoro here rinoti, mai ngavatukwe? Idoro here rinoti, mai ngavarohwe? Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Vauya vadhakwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Imi baba marova mai Ndimi baba manyanya kutuka mai Munoti isusu vana tofara seiko? Isusu vana tofara sei? Kana mai vachingochema pameso pedu Kana mai vachichema pameso pedu Vati ponda hako ndifire pavana vangu Ponda hako ndifire pavana vangu Tozeza baba isu (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidhakwa (tozeza baba) Tinotsiura sei, imi baba? Tinotsiura seiko, pamunotadza? Imi muri hasha dzega dzega Tozeza baba kani Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Idoro here rinoti, mai ngavarohwe? Idoro here rinoti, mai ngavatukwe? Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Imi baba manyanya kani Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out