Lyrics

Solid Records Well, well, well, well A di bang, bang, bang, bang Eyi, oyi Ukandibata pa-hardcore Vese ndovaona sema-tadpole Andichekwe kunge inda netsikidzi (tsikidzi) Dzenge dzingorikoka ku-reeds (bang, bang, bang, bang) Vaudze kuti ndisuka varidzi (varidzi) Vamwe vese vadzidzi inini ndiri mufudzi wembudzi nehwai Vanga vandisuwa ku-City Ngoma Exporta usaita zip ngoma Hatiimbe kunge tiri kuno-commenter mbira (ayi) Yekwana-Charles Mabika Vaya vaida kundicherera gomba Manje nhasi tazosangana mugomba Chera nerako, wanga wanzwa nenhomba Oh ndoputitsa mabhomba Ndauya nengwere yemulonyeni Ingwere yemulonyeni Vamwe ipwere, umdandeni (kudha-dhanda) Tovadhanda, tochirova sudden Tichipinda mu-City Sports Centre Musapadhe naSigamis Arena Handiti ndiri entertainer aka-trainer (aka-trainer) Saka ndenge ndakutongova-kicker kunge pena Kwete vananaMuzokomba Nekuti ndakazviona vane chironda Vanorwadziwa kuti tomaponda Kuvamoneredza kunge anaconda Kunzi Killer ndiye Tocky vakanosiya vakariponda Vanosiyaka rakawonda Nekutoti vakatoramba kutochikidzirwa nendonda Tiri fit zvedu kuita kunge Honda Ndichiti, 'Adiwa haikona kutomuzvonda.' Adiwa zvake, nemafans ake Ane mastanzi ake, idhanzi (A di bang bang bang) Ndauya nengwere yemulonyeni (ngwriri) Ingwere yemulonyeni Vamwe ipwere, umdandeni Tovadhanda, tochirova sudden Tichipinda mu-City Sports Centre (centre) Musapadhe naGlamis Arena (arena) Handiti ndiri entertainer aka-trainer (aka-trainer) Saka ndenge ndakutongova-kicker kunge pena Idhanzi (idhanzi), nderake Pamwechete vanhu vanonakirwa nemimhanzi yake (yake) Oh vanosara vachijamba kunge zvimupanzi zvake Ndauya nengwere yemulonyeni Ingwere yemulonyeni Vamwe ipwere, umdandeni Tovadhanda, tochirova sudden Ndauya nengwere yemulonyeni Ingwere yemulonyeni Vamwe ipwere, umdandeni Tovadhanda, tochirova sudden Vakatozomhecha inonzi pfururu (pfururu) Nekuti vaitogaya kumhupuka (kumhupuka) Kusvetuka, kuyeuka vavhunika Isusu tikati totodarika Pakasvikwa ne-Extra Musica Diamond Musica Nekuti tasimbisa vese vekuAfrica Nekuti ndino-liker ma-pics akadaiso Anenge achingoramba achipina Anenge achiita zvekutisiya tatotsika m-aspeaker nema-sneaker Nekutoti takaramba kuti hatimbofe tazodzika Ah-h taramba kuudzika Nekuti havachagarika, havachagarisika Ngoma hadzicharidzika Hadzichayimbika Takutovapfimbika Taramba kunzwika
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out