Top Songs By Nutty O
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Marty Solyd
Music Director
Nutty O
Performer
PRODUCTION & ENGINEERING
Angeo Pablo
Producer
Lyrics
A suh yuh go
Mhm, mhm, mhm-mm
Mhm, ndaramba
Ability Xtension (Pablo)
Ukasaita zvandinoda
Ini handiite zvaunoda
Ukasaita zvandinoda
Unoda handiite zvaunoda
I-tit for tat (aaah, aaah-ah) mhm
Watchu give, watchu gettin' (aaah, aaah-ah)
Well, ukasaita zvandinoda
Ini handiite zvaunoda
Ukasaita zvandinoda
Ini handiite zvaunoda
I-tit for tat
Yaunoita ndoyandoitawo
Watchu give, watchu gettin' (aaah, aaah-ah)
Yaunoita ndoyandoitawo, mhm
Give what you get is the slogan, gal
Usandipe 50, ndokupa full-time
Ukandipa moyo wako ndichakupa mbabvu yangu
If you take care of me, I'll be your ride or die
Ita kuti zviite
As a man, zvandinoda ndipe
Ndinokutambisa love iri different
Oh, my love you gon' feel it
I don't want you ufunge kuti you can use me
I don't want you ufunge kuti you can use me
Aah, haa-ah, baby
Yaunoita ndoyandoitawo
Aaah
Yaunoita ndoyandoitawo
Yaunoita ndoyandoitawo
Oh, yeah-yeah
Yaunoita ndoyandoitawo
Ukasaita zvandinoda
Ini handiite zvaunoda
Ukasaita zvandinoda
Ini handiite zvaunoda
I-tit for tat
Yaunoita ndoyandoitawo
I-tit for tat
Yaunoita ndoyandoitawo
Watchu give, watchu gettin'
Yaunoita ndoyandoitawo
Watchu give, watchu gettin'
Yaunoita ndoyandoitawo
Lyrics powered by www.musixmatch.com