Lyrics

Paivepo nemumwe murume, murume mupfupi Nekuda kuona Ishe akakwira mumuti Paivepo nemumwe murume, murume mupfupi Nekuda kuona Ishe akakwira mumuti Aive ane shungu kwazvo dzekuona Ishe Kuona Ishe ndokukwira mumuti Ishe vasvika paari Zakeo buruka tiende kumba kwako Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako Vanhu vazhinji kwazvo vakanyunyuta Asi Ishe vedu vakavapindura Zvandauya pano handina kusarudza Imi mose muripano muri vana vaMwari Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako Neniwo ndinoshuva Kufamba naShe ndichienda kumba kwangu Mhuri yanguka inoshuva Kufamba naShe tichienda kumba kwedu Tarirai baba vakaenda, mukoma ndokushaya Ndinokumbira kundiso ndirerewo vana Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri) Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana) Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri) Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana) Neniwo ndinokumbira kundiso ndirerewo vana Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri) Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana) Moses (makamupa simba) Davhita (mukamupa mbiri) Zakeo (makamupa njere) Maria (mukamupa mwana) Neniwo ndinokumbira kundiso ndirerewo vana Ishe vasvika paari Zakeo buruka tiende kumba kwako Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (ye) Muramba (murehwa Dhehwa) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (famba Zakeo) Zakeo famba (famba Zakeo) Zakeo hende (famba Zakeo) Zakeo buruka (famba Zakeo) tiende kumba kwako (ye) Pakadini apo? (Pakanaka Dhehwa)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out