Lyrics

Sisi makachena zvandirovesa nehana Ohhooo ooo am I not so handsome? Sisi makachena zvandirovesa nehana Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndafunga kuti arikubva kumakore Ndawira muvhu sendarohwa ndare Ndamuti huya tidanane iwe neni tigare Zvikanzi sei uchifunga ungandiwane nyore? Idama iroro Anditi ndidane ndidavire Ndamuti huya mudariro Varume tsawona chaiyo Achitepuka sembariro Ndipo pandawana tariro Wakaiwanepi nyemwerero Zvikanzi ndiwo mugariro Varume tsaona chaiyo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone Idama iroro Anditi ndidane ndidavire Ndamuti huya mudariro (oyoo) Itsawona chaiyo Achitepuka sembariro Ndipo pandawana tariro (oyoo) Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Sisi makachena zvandirovesa nehana Ohhooo ooo am I not so handsome? Sisi makachena zvandirovesa nehana Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Ndiye mwanasikana anodiwa nehama Ohoo oh hoyoo Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone Tarira uwone, huya uwone
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out