Lyrics

Buruka, Buruka, Buruka Buruka Mweya Unoyera Buruka Mweya Mweya waBaba Mweya Mutsvene Ndinoda kuenda kudenga Ndinoda kuenda newe Ndoenda newe, Ndoenda newe Kudenga ndekupiko Denga riripi Chindiratidza zvino Jehovha Mwari zviratidze Ndiwe wakabva kudenga tungamira Munyaradzi wangu Muchengeti wangu Mudzidzisi wangu Bata ruoko rwangu Ndimire newe Ndoda kusimba newe Ndoterera kutaura mweya waBaba Chitaura ndiwe wega Jekesa Ndaterera taura Mweta waBaba Chitaura ndiwe wega, Jekesa Buruka Iyerere Jehovha Mwari zviratidze Handifambe ndirindega ndoenda newe Chifamba neni Tiende Maziso ndinawo Ndiwe wakabva kudenga tungamira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out