Lyrics

Zvanga zvakanaka Kuti baba ka tizive Mwari Zvanga zvakanaka Kuti imi amai muzive Mwari Zvanga zvakanaka Kuti vanamukoma tizive Jesu Zvanga zvakanaka Kuti mhuri yedu izive Mwari Zvanga zvakanaka Kuti vanasekuru titende Mwari Zvanga zvakanaka Kuti dzinza redu rizive Mwari Amai apo Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari Amai apo Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari Zvanga zvakanaka Kuti dzinza redu rizive Mwari Zvanga zvakanaka Kuti titendeuke patsika dzedu Zvanga zvakanaka Kuti baba namai tivonge Mwari Ndati zvanga zvakanaka Kuti imi amai muzive Mwari Zvanga zvakanaka Kuti vanamukoma tizive Jesu Zvanga zvakanaka Kuti mhuri yedu izive Mwari Hamuchazondioni Kubatirana nemi nyaya dzeupfewe Hamuchazondioni Kumiramira nemi tichinyeya vamwe Hamuchazondioni Kuronga ronga nemi nyaya dzezvikwambo Zvakakwana zvetakaita Zvakakwana ndakaitirwe ngoni Vakakwana vatakabira tose Vakakwana ndakaitirwe nyasha Yakakwana mbanje yetakasvuta Aive mazuva ekusamuziva Mwari Oh makuva evanhu takauraya Akakwana ndakasangana naShe Oh makuva evanhu takauraya Akakwana ndakasangana naShe Zvanga zvakanaka Kuti mhuri yedu izive Mwari Ndati zvanga zvakanaka Kuti vana vedu vazive Mwari Hamuchazondioni Kubatirana nemi nyaya dzeupfewe Hamuchazondioni Kumiramira nemi tichinyeya vamwe Hamuchazondioni Kuronga ronga nemi nyaya dzezvikwambo Zvakakwana zvetakaita Zvakakwana ndakaitirwe ngoni Vakakwana vatakabira tose Vakakwana ndakaitirwe nyasha Yakakwana mbanje yetakasvuta Aive mazuva ekusamuziva Mwari Oh makuva evanhu takauraya Akakwana ndakasangana naShe Oh makuva evanhu takauraya Akakwana ndakasangana naShe Zvanga zvakanaka Kuti shamwari dzangu muzive Jesu Zvanga zvakanaka Kuti nyika yedu izive Jesu Amai apo (Zvanga zvakanaka) Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari Amai apo, (zvanga zvakanaka) Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari Amai apo, (zvanga zvakanaka) Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari Amai apo, (zvanga zvakanaka) Mukoma apo Inini apa Baba apo Pamwe natete Navaroora Navakuwasha Tichitenda Mwari
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out