Lyrics

Ukandiona ndinyerere Usafunga kuti ndiri mbwende Kundiona ndinyerere Usafunga kuti ndiri mbwende Zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani Tikarote hushe tina changamire Nyangwe gomo tinokoromora Tikaunganidza mudungwe wemakoronyera Nevamwe vane nyora dzemangoromera Nyangwe pose pandotsika vanodongorera Hanzi dimburai maoko vagwenyambira Tione kuti ndiani anozorova ngoma Vandisvikira ndigere ndakagadzirira Ndavaudza kuti zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Iroro zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani Chipo changu nesimba rangu Njere dzangu nekuronga kwangu Kwandinobva nemutauro wangu Nyika yangu iri pamoyo wangu Hauzvichinje Hazvisanduke Hauzvichinje Hazvisanduke Chipo changu nesimba rangu Njere dzangu nekuronga kwangu Kwandinobva nemutauro wangu Nyika yangu iri pamoyo wangu Hauzvichinje Hazvisanduke Hauzvichinje Hazvisanduke Nekuti zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Iroro zenze ramunomisa Ticharidambura kana kurikwachura Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Simudza chako timisidzane Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani Kuti gamba ndianiko Tione kuti gamba ndiani
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out