Lyrics

Zama zama zama chete"(4) Varume zvaratova gore zama, ndichingo pfimba mukadzi mumwe zama Zvikanzi rudo handinyore zama, taura neni pore pore zama Varume zvaratova gore zama, ndichingo pfimba mukadzi mumwe zama, Zvikanzi rudo handinyore zama, Taura neni pore pore zama Ndikati amai makosha, Amai makosha, imi mai makosha, amai makosha Amai makosha, amai makosha, imi mai makosha Kure kure asi kure, kure kwegava6 Rega nditangire kumavambo Imi baba vairi nhamo Kutsanangura dzinenge nyambo Kure kure kune chinhambo Kumupfimba zvairi nhamo, nzira dzacho imharadzano, tosangana patsime Rimwe zuva kuma kumbe6 Ndikati amai makosha, Amai makosha, imi mai makosha, amai makosha Amai makosha, amai makosha, imi mai makosha Kure kure asi kure, kure kwegava6 Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika Zemberana naye kaiwe nekuti mukadzi akanaka Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika Kure kure asi kure kure kwegava Kure kure asi kure kure kwegava Rega nditangire kumavambo Imi baba zvairi nhamo Kutsanangura dzinenge nyambo Kure kure kune chinhambo Kumupfimba zvairi nhamo Nzira dzacho imharadzano Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Ndikati amai makosha Amai makosha Imi mai makosha Amai makosha Amai makosha Amai makosha Imi mai makosha Amai makosha Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi akanaka Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi ane tsika Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi ane tsika Zama zama zama zama chete Woye mambo haikona kubvumamira nhamo iyo Zama zama zama zama chete Haikona kubvumamira nhamo iyo Zama zama zama zama chete Woye mambo tura mutoro Zama zama zama zama chete Woye mambo tura mutoro Kure kure asi kure kure kwegava Kure kure asi kure kure kwegava Kure kure asi kure kure kwegava Kure kure asi kure kure kwegava Rega nditangire kumavambo Imi baba zvairi nhamo Kutsanangura dzinenge nyambo Kure kure kune chinhambo Kumupfimba zvairi nhamo Nzira dzacho imharadzano Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Tosangana patsime Rimwe zuva kumakumbe Ndikati amai makosha Amai makosha Imi mai makosha Amai makosha Amai makosha Amai makosha Imi mai makosha Amai makosha Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo Woye mambo tura mutoro uyo Woye mambo tura mutoro uyo Zama zama zama zama chete Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo Zama zama zama zama chete Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo Zama zama zama zama chete Woye mambo tura mutoro uyo Zama zama zama zama chete Woye mambo tura mutoro uyo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out