Lyrics

Hurungudo yakakwenenzvera rudo Rukanamira pakati pemoyo Hama wee Mashambanzou nemauro Kubva nhasi neparizvino Ndoda iwe Hurungudo yakakwenenzvera rudo Rukanamira pakati pemoyo Hama wee Mashambanzou nemauro Kubva nhasi neparizvino Ndoda iwe Wonai, wonai, wonai, wonai Wonai, zvimwe zvoda muchiona Wonai, wonai, wonai, wonai Wonai, wonai, wonai, wonai Wonai, zvimwe zvoda muchiona Wonai, wonai, wonai, wonai Zvauriwe mbabvu yangu Handina rudo rwenhema Handizonyangarika nedima Tichabuda pachena, tichangoshina Mukatipa mapaper tichangosaina Ukati uripi mudiwa wangu ndichangodaira Hurungudo yakakwenenzvera rudo Rukanamira pakati pemoyo Hama wee Mashambanzou nemauro Kubva nhasi neparizvino Ndoda iwe Hurungudo yakakwenenzvera rudo Rukanamira pakati pemoyo Hama wee Mashambanzou nemauro Kubva nhasi neparizvino (hee) Ndoda iwe Hakuna chimwe chipo hakuna (wonai, wonai, wonai, wonai) Chinodarika iwee hakunaba (wonai, zvimwe zvoda muchiona) Ndakangokuringa kuti ndee ndee (wonai, wonai, wonai, wonai) Vachatomira kuti hoo, hoo (wonai, wonai, wonai, wonai) Usacheuke miridzo um, um (wonai, zvimwe zvoda muchiona) Zvinodiwa namai ndizvo (wonai) wonai (wonai, wonai, wonai)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out