Lyrics

Vanondirongera ndirere Vaya vanorodza museve Vanondirongera ndirere Vaya vanorodza miseve Hona kunyangira ndirere Vanorodza museve Hona kunyangira ndirere (Vanorodza museve) Gandanga varume rinovhika museve Onai gandanga varume (rinovhika museve) Vanonyaudza kunge nhengure Handikendenge mambo Kungonyaudza kunge nhengure (Handikendenge mambo) Vanonyaudza kunge nhengure Handikendenge mambo Kungonyaudza kunge nhengure (Handikendenge mambo) Hona kunyangira ndirere Ahiye hoye vanorodza museve Hona kunyangira ndirere (Vanorodza museve) Honai gandanga varume rinovhika museve Onai gandanga varume (rinovhika museve) Kana zuva riye radoka ahoye baba ndava muchoto Kana zuva riye ravira ahoye baba ndava muchoto Bereka mwana zuva ravira Bereka mwana pfumo rinobaya (Bereka mwana zuva ravira) (Bereka mwana pfumo rinobaya) Bereka mwana zuva ravira Bereka mwana pfumo rinobaya (Bereka mwana zuva ravira) (Bereka mwana pfumo rinobaya) Hona kunyangira ndirere Ahiye hoye vanorodza museve Hona kunyangira ndirere Ahiye hoye vanorodza museve Onai gandanga varume rinovhika museve Igandanga varume rinovhika museve Honai gamba remusango vakaritsvaga vakarishaiwa Kudoedza kuteya musungo kuribata vakarikonewa Vaiti zvimwe vakoromotsa Havana kuziva vatoriyambutsa Vaiti zvimwe vakoromotsa Havana kuziva vatoriyambutsa Honai gamba remusango vakaritsvaga vakarishaiwa Kudoedza kuteya musungo kuribata vakarishaiwa Vaiti zvimwe vakoromotsa Havana kuziva vatoriyambutsa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out