Lyrics

Soldier Chibaa Hagum Gagum So, so, so, so, Souljah Love (honouring) Kusvika kwati ngwee Ndovaimbira pungwee Ndiri rwizi rusinga pwee Ane nharo ngaati pwee Rina manyanga hari putirwe Chibaba ini handinga kurirwe Ngoma yarira regai igarirwe Kuti igadzirwe kuti ikachikirwe, vanhu vanakirwe Vaudze nzou hairemerwe nenyanga dzayo Chibaba-baba ndiri chigayo nekuti shiri ine muririro wayo Sauro ndomaimbiro angu ndangoti Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Shiri ine muririro wayo Sauro ndomaimbiro angu Chibaba Ini ndati ndava vhura maveins Kuvabata ma-pressure points Ende kubva pandapuwha chance Handimire ndongofaisa dance Wagwaa Chiita kunge kuseka Nyangwe wakafa kunge Undertaker Chiona wega, skiri yaChabuka Kwanga kwakadoka ndichifamba netsoka Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva arikurwara Chibaba-baba Ini ndoiziva ndega goma yarira ndobva ndaigarira Vaudze nzou Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ndiri chigayo Nekuti shiri ine muririyo wayo Sauro ndomaimbiro angu Nokuti hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Shiri ine muririyo wayo Sauro ndomaimbiro angu chibaba Agiya-giya kumangoma handisi kunyutura Chimuti chisina zita chavari kukutura Vaudze ndosaka ndavakutura Vamwe vavo havana kwekupotera Vaudze ngoma dzavo isadza remu-bin Vaudze vamire kusaiza iro dzinhi Dai chiripo chimfinhu changu John Vaibva vatonhora kuita kunge June Kunamira pangoma kunge tsikidzi Padzorira futi tisu varidzi Ende chokwadi hatibate mhidzi Saka savengi hazvivanakidze Vaudze nzou Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Nekuti shiri ine muririro wayo Sauro ndomaimbiro angu nekuti Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Shiri ine muririro wayo Sauro ndomaimbiro angu Ndomira-mira pese ndichirira-rira Ivo vachi bira-bira nokuti vawira-wira Vaudze chokwadi kwachena Kwanga kwakasvibira Ipena yandovagadzikira mamero Vanondigandukira vandigumbukira Ndongovarukira attack ndongorovera bhora muhondo Kunge pasi parohwa nenyundo Inini ndosiya vaona ndondo Chibaba ndinotyora madondo Vaudze nzou Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Nekuti shiri ine muriro wayo Sauro ndomaimbiro angu nokuti Hairemerwi nenyanga dzayo Chibaba-baba ini ndiri chigayo Shiri ine muriro wayo Sauro ndomaimbiro angu inini (Hairemerwi) (Ndiri chigayo) (Ndomaimbiro angu inini) (Hairemerwi) (Ndiri chigayo) (Ndomaimbiro angu inini) Soul Jah, Soul Jah
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Soul Musaka Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out