Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Boom Beto
Performer
Jah Signal
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Boom Beto
Songwriter
Jah Signal
Songwriter
Jordan Link Mangwiro
Songwriter
Charles Torro Guvamatanga
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Jordan Link Mangwiro
Producer
T-Man for Mount Zion Music
Producer
Charles Torro Guvamatanga
Producer
Hillary Mutake
Producer
Lyrics
Attention all peoples
Tirarira swaaah inini ndini ndarira
Well its a boom beto and jah signal
Ko paye maireveiko jah man pamaiti mai vanodonhedza musika
Ko iwewe signal wairevei pawakati tirarira
Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwe sei wakazovaimba
Ndanga ndanakirwa na mai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka
Ndanga ndaona zi heavy muchina raifamba richigwina gwina
Ndakabva ndatofunga katarina
Tikasara takasticka pacorner
Kunyepa rasta mune ruchiva
Hamudi kuona panobhururuka njiva
Ndopamunoburutsa zvirekeni zvenyu monengedzera muchibva ma tera
Harusi ruchiva ndiri munhu wenyama aritori neropa rinomhanya
Tese tinaro ropa rakadaro muneruchiva handisiye makadaro
Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika
Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira
Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba
Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka
Hona ruchiva rwauinarwo
Mukadzi wako akati chii nazvo
Ndiudzewo pfungwa dzauinadzo
Bamunini zvivindi munazvo
Anotozviziva kuti inotambika
Kana naiye anotombo commentwer
Ndakazongosara ndakasticker nyika ichindengendeka

Writer(s): Boom Beto, Charles Guvamatanga, Jah Signal, Jordan Link Mangwiro
Lyrics powered by www.musixmatch.com