Lyrics

Ini ndinochema kwamuri nyika veduwe Ini ndinokumbira kwamuri veduwe Ini ndinochema kwamuri vana amai Ini ndinokumbira kwamuri vana baba Tikabatana nyika inokura iyi Tikawirirana chete nyika inofamba iyi Tikave netsitsi nyika inokura iyi Tikave nerudo nyika inofamba iyi Tikave nerunyararo nyika ingafare iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inofamba iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inopfuma iyi Hatidi kushorana, hatidi kutukana Hatidi kupondana, hatidi kuvengana Hazvine mhaka iwe uri muShona Hazvina mhosva ini ndiri muNdebele Hazvine mhaka iwe uri mupfumi Hazvina mhosva ini ndiri murombo Hazvine mhaka iwe une ganda dema iri Hazvina mhosva uyu ane ganda jena Hazvine mhaka iwe uri mambo Hazvina mhosva ini ndiri muranda wako Chikuru chacho tiri vedunhu rimwe Chikuru chacho tiri venyika imwe Chikuru chacho tiri vedunhu rimwe Chikuru chacho tiri venyika imwe Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inofamba iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inopfuma iyi Hatidi kushorana, hatidi kutukana Hatidi kupondana, hatidi kuvengana Ini ndinochema kwamuri nyika veduwe Ini ndinokumbira kwamuri veduwe Ini ndinochema kwamuri vana amai Ini ndinokumbira kwamuri vana baba Tikabatana nyika inokura iyi Tikawirirana chete nyika inofamba iyi Tikave netsitsi nyika inokura iyi Tikave nerudo nyika inofamba iyi Tikave nerunyararo nyika ingafare iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inofamba iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inopfuma iyi Hatidi kushorana, hatidi kutukana Hatidi kupondana, hatidi kuvengana Hazvine mhaka iwe uri muShona Hazvina mhosva ini ndiri muNdebele Hazvine mhaka iwe uri mupfumi Hazvina mhosva ini ndiri murombo Hazvine mhaka iwe une ganda dema iro Hazvina mhosva uyu ane ganda jena Hazvine mhaka iwe uri mambo Hazvina mhosva ini ndiri muranda wako Chikuru chacho tiri vedunhu rimwe Chikuru chacho tiri venyika imwe Chikuru chacho tiri vedunhu rimwe Chikuru chacho tiri venyika imwe Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inofamba iyi Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Hongu ndinoziva, hongu ndine vimbo Tikawirirana chete nyika inokura iyi Tikabatana Zimbabwe inopfuma iyi Hatidi kushorana, hatidi kutukana Hatidi kupondana, hatidi kuvengana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out