Lyrics

M-m-m May Records No one is coming to save you (No one is coming to sa-, no one is coming to save you) Ingori one haisi two, ukachipotsa watonyura Kanda ka-prayer uchimuka, nhamo ndiyo inondimutsa Hanti Mwari ndewe munhu wese, I pray kuti usamutsveta Taura zvishoma more action, and learn to seize every moment 'Cause, no one is coming to save you It's gonna be you all the way (it's gonna be you) Ngatisakotsire, just break loose Jah Jah anewe all the way (all the way) Pakutongoda akazvipira (pira) pakuda vasina matyira (matyira) Zvechi-salad izvi chimbomira, yapindirwa naZeb Tsikira Abva andi-tipper, anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka" Anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore" Ende anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka" Sometimes uno-feeler low, eh, itori kete, iri bhoo, eh Tingori venyama isu bro, eh zvinomborwadza ita slow But zviri nane kusvika 50 shaa, pane kuzoshayawo peace of mind Shandisa maoko awakapiwa iwawo Hapana munhu akasikwa aiwa No one is coming to save you It's gonna be you all the way (it's gonna be you) Ngatisakotsire, just break loose Jah Jah anewe all the way (all the way) Pakutongoda akazvipira (pira) pakuda vasina matyira (matyira) Zvechi-salad izvi imbomira, yapindirwa naZeb Tsikira Abva andi-tipper, anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka" Anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore" Ende anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka" (Wevhu, wevhu, gara wachangamuka) (Wevhu, wevhu, gara wachangamuka) (Wevhu, wevhu, gara wachangamuka)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out