Lyrics

Mukoma musandisiye pamunorongaronga (Ndapota musandisiye pamunoronga) (Chokwadi musandisiye ini wenyu weropa) Mukoma musandisiye pamunorongaronga (Ndapota musandisiye pamunoronga) (Inini musandisiye ini wenyu weropa) Mukoma mukandisiye ini ndinopare ngozi (Chokwadi musandisiye pamunoronga) (Inini musandisiye ini wenyu weropa) Senator musandisiye pamunorongaronga (Ndapota musandisiye pamunoronga) (Inini musandisiye ini wenyu weropa) Kungava ku youth conference, kana ku congress (Chokwadi musandisiye pamunoronga) (Inini musandisiye ini wenyu weropa) Kungava kuita mabiko, kana rufu chairwo (Ndapota musandisiye pamunoronga) (Chokwadi musandisiye ini wenyu weropa) Amai Charamba musandikoshiwe Pamunoenda kukereke (Ndapota musandisiye pamunotaura) (Inini musandikoshiwe, ini mwana wenyu) Prophet Magaya musandikoshiwe Pamunotaura paya (Ndapota musandikoshiwe pamunotaura) vaMagaya (Chokwadi musandisiye ini mwana wenyu) Ndaona maporofita jahwi Ari kundipinza fear (Ndapota musandisiye pamunotaura) (Chokwadi musandikoshiwe, ini wenyu weropa) Kugara ndichingokwata, kukwata, kukwatiswa (Ndapota musandikoshiwe pamunotaura) (Chokwadi musandisiye ini mwana wenyu) Shuwa, shuwa man of God Munhu waMwari Tanzwa, uh Shuwa Manhondo usandisiye Paunopa rudo (Ndapota usandisiye parudo paya) (Inini usandisiye ini wako weropa) Vana Chihera musandikoshiwe Pamunopa rudo (Ndapota usandikoshiwe parudo paya) (Inini usandisiye ndini wako wemoyo) Ukandisiya ufunge Chihera Ini ndopindwa nechando (Ndapota usandisiye parudo paya) (Chokwadi usandikoshiwe ndini wako weropa) Ukandisiya ufunge Makomo Ini ndingapindwa nechando (Chokwadi usandikoshiwe parudo paya) (Ndapota usandisiye ndingapindwe nechando) Thank you so much So much thank you, yeyeya Chimambo, ga, ga, ga Kangi, kangi Ah Chovha, chovha So, so, so, so Hi ah, hi ah, ah Soft touch Chando chekuno chandipinda mubhutsu Chando chekuno chandipinda mujombo Chando chekuno chandipinda mubhutsu Chando chekuno chandipinda mujombo Chando chekuno chandipinda mubhutsu Chando chekuno chandipinda mujombo Chando chekuno chandipinda muwivhi Chando chekuno chandipinda murasta Big up, big up Jah Rasta farai Sasa zuza mukwende Sasa zuza mukwende
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out