Lyrics

On it producer Anaya for Mudiwa wangu inini ndinokuda ini (Major, aha-a) Mudiwa wangu inini ndinokuda Ndakakupfimba ukandiudza Ukati unondida sezvandokuitawo Ngatisamire, ita tiyende Mudiwa ndinokudawo kana uchindida iwewe bhebhi Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Siyana neavo vakakurwadzisa paye-paye Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta Ndichakudawo, uchandidawo Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower Nekuti inini pauri handibve Kusvika zvayendwa Inini ndokuda Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Zvinoda kuzonzi madadisa Vaperekedzi masimbisa Amai vachipururudza Jongwe richikukurudza kumutsa muroora Iwewe baby wauya kumba Uchiona tete Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Siyana neavo vakakurwadzisa paye paye Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta Ndichakudawo, uchandidawo Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower Nekuti inini pauri handibve Kusvika zvayendwa Inini ndokuda Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out