Lyrics

Ey yo Wagwizi Ey yo Young Dee, you got dat? Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Chinobaya chiiko (ibanga) Hona rinonyura munyama (ibanga) Hona rinocheka vasikana (ibanga) Banga here (ibanga) Chinobaya chiiko (ibanga) Hona rinonyura munyama (ibanga) Hona rinocheka asikana (ibanga) Banga here (ibanga) Pane chiro chandaona (ibanga) Chinopinda chero pakaoma (ibanga) Chouraya setsaona (ibanga) Chine mhere-mhere yakaoma (ibanga) Ndiputsike ndimuke (ibanga) Vadzimu vangu mundiyambutse (ibanga) Ndicheke kanyama tidye (ibanga) Inga kwedu chembere dzizere Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Nhumbi dzemhepo takurura Doro kuvakuru ndadurura Mombe ndadonhedza, mbudzi tauraya Makushe ehuku taundura Ini saHarry ndapota Hombodo dzinongopopota Sadza nenyevhe isina mafuta Ndogara ndichingorota ndakaguta Mimba haibve negosoro Kushanda kutsvaga zororo Zvinoda kubvunza mhondoro Ah hm-m hm-m Kuverengera igororo renguva Pasi rino iri idambe Tiri kurarama hupenyu hwemakwikwi Pasina kana mukombe Katsuro kunzvenga musungo Mhembwe kunzvenga pfumo Munengwe here? Munengwe Musango munengwe Aiwa mukoma hurombo Vamwe vachitamba mutambo Munengwe here? Munengwe Musango munengwe Katsuro kunzvenga musungo Mhembwe kunzvenga pfumo Munengwe here? Munengwe Musango munengwe Aiwa mukoma hurombo Vamwe vachitamba mutambo Munengwe here? Munengwe Musango munengwe Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Dzimwe nguva ndinoshingaira Machembere ekwedu vakandibikira doro Asi ndingori paya-paya (paya-paya) Banga jena rekucheka nyama Toriona kune vakapfuya mombe nehuku dzopara-para (para-para) Chinobaya chiiko (ibanga) Hona rinonyura munyama (ibanga) Hona rinocheka asikana (ibanga) Banga here (ibanga) Chinobaya chiiko (ibanga) Hona rinonyura munyama (ibanga) Hona rinocheka asikana (ibanga) Banga here (ibanga)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out