Lyrics

Inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona Dai ndakaziva ndakangoti ndidewo Inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona Dai ndakaziva ndakangoti ndidewo Inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona Nhasi wakushaina nevanomuda Inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona Nhasi wakushaina nevanomuda Hoyo wayenda, wayenda gwenyakwenya rangu, ndochema Hoyo wayenda, wayenda gwenyakwenya rangu, ndochema Iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema Iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema Nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose Nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose Hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa Hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa Nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenaka, nhamo haisarure Nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenazve, nhamo haisarure Inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda Inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda (ini neZimbabwe) Hoyo wayenda, wayenda gwenyakwenya rangu, ndochema Iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema Nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose Hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa Nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenaka, nhamo haisarure Inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda (ini neZimbabwe)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out