Lyrics

BodySlam Records Hot Property PTK Nyatso checka ma settings, ma runnings (izvi zviri right) Mwanangu we ita unditeerere usaita sedzakambotamba nepwere Hauna kungwara usazvinyepere Kana zvikazooma usandicheme Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa Unongopindura kana wabvunzwa Wotomubatisisa anotumbura munzwa Akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa Muromo wevakuru hauwire pasi Hakuna munhu asina basa kubvira nhasi Usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe Nekuti mangwana haasi nhasi Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara Unofanira kudyawo zvaunenge wadyara Kwete kuda kuguta asi wakagara Upenyu hauuye wakagara Pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah Ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa Unongopindura kana wabvunzwa Wotomubatisisa anotumbura munzwa Akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa Muromo wevakuru hauwire pasi Hakuna munhu asina basa kubvira nhasi Usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe Nekuti mangwana haasi nhasi Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara Unofanira kudyawo zvaunenge wadyara Kwete kuda kuguta asi wakagara Upenyu hwakanaka hauuye wakagara Pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah Ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva Kukosha kwechikorobho warasa mvura Hauteerere kana ndichikutsiura Mukana inguva uyu unopfuura Uchazoona kukosha kwezvandaireva (Hauteerere kana ndichikutsiura) (Uchazoona kukosha kwezvandaireva)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out