Music Video

Featured In

Lyrics

Oskid oh-h (Bvunza tinzwe) (oh-h) (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori pano ava vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here?? Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here?? Ko Baba, pandinotambura munondiona here? Vese vakafa Mwari vangu vachadzoka here? Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatoripanapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Takangomira toda kuziva patinoviga munhu akuvara anopora here? Mukoma takavaviga ne-suit vachinayo here? Ko hwahwa hwavaifarira muri kuvapa here? Vese vakanditadzira Baba vachaenda kugeyena here? Vakafa vaine mari kana vaa kudenga vanenge vachinayo here? Ko amai vangu kana ndazouyako vachandiziva here? Ko vakafa nezvirwere kana vave kudenga vanenge vachinazvo here? Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here? Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here? Ko Baba pandinotambura munondiona here? Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here? Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu (Bvunza tinzwe) Jehovah mukandipindura matondigonera (Bvunza tinzwe) Nevese vatori panapa vanoda mhinduro (Bvunza tinzwe)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out