Lyrics

Ndine hurombo handina neremuromo Amai kani maziso angu aone nhamo Ini rambe ndinyerere ndashaya zano Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Mapurisa andipa ticket Zvikanzi soja unomhanyirepi Kune ka-sweet chokoreti kunge kaZim Asset Ka-gugule pa-internet, izvi hazvidi sikireti Akambotamba pa-market akaita mashiripiti Pakazouya riot, kukanda tsvombo mu-basket Aiya hoye Ndanga ndirere amai ndazomuka Ndamurota achitamba ndikavhunduka Ndanga ndirere amai ndazomuka Ndamurota achitamba ndikavhunduka Ha-a ndiye ndiye asikana imi (he-e soja) Hameno vanongoridza tsamwa (he-e warrior) Moyo yavo ine zidanda (he-e soja) Haiwa kufara ndiro dama (he-e warrior) Asika ngoma ndiyo-ndiyo vasikana imi (he-e soja) Aiwa wandikwadza musana (he-e warrior) Asika wabatanidza hama (he-e soja) Aiwa wandikwadza musana iwe (he-e warrior) Asika wabatanidza hama (he-e soja) Munya Vhiali! Parinorereka zuva Eriza Uchandiwana ndakakumirira pamureza Parinodoka chete zuva Eriza Ndikakushaya ndodambuka makumbo kunge hwiza Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina Ha-a ndiye ndiye asikana imi (he-e soja) Hameno vanongoridza tsamwa (he-e warrior) Moyo yavo ine zidanda (he-e soja) Haiwa kufara ndiro dama (he-e warrior) Asika ngoma ndiyo-ndiyo vasikana (he-e soja) Aiwa watikwadza musana (he-e warrior) Asi wabatanidza hama (he-e soja) Aiwa watikwadza musana (he-e warrior) Asi wabatanidza hama (he-e soja) Ndine hurombo handina neremuromo Amai kani maziso angu aone nhamo Ini rambe ndinyerere ndashaya zano Eriza iwe dzokorora Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza) Eriza (amai kani) iwe dzokorora (amai kani) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza) Eriza (chitenderera) iwe dzokorora (amai kani) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza) Eriza (amai kani) iwe dzokorora (iwe tenderera) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina(zunza) Eriza (sendekera) iwe dzokorora (iwe tenderera) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza) Eriza (sendekera) iwe dzokorora (iwe tenderera) Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out