Lyrics

O-ooh Yeeh Chimbondinzwawo Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Nditambire, ndiimbire, ndifambire, nditambire Nditambire, pasina mumwe munhu (heya) Nyaya yerudo yazotora kunetsa Dzamara vasvika kuti ini ndonetsa (aaha, aah) Usandichemedza Pandinenge ndisingaoni wani unondirambidza (aaha, aah) Wazondiremedza Mudiwa usanditsikisa minzwa (aaha, aah) Chimbondipa chekudya Taura mudiwa wangu mumoyo ndinonzwa Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Nditambire, ndiimbire, ndifambire, nditambire Nditambire, pasina mumwe munhu (heya) Unonditemesa musoro Rega vamwe vemwe doro Unodishaisa zororo, ndozokuona tomorrow Ambozama kumbowomesa musoro Ndamuudza kuti hupenyu mutoro Usandiudza zvina musoro Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Nditambire, ndiimbire, ndifambire, nditambire Nditambire pasina mumwe munhu (heya) Nyaya yerudo yazotora kunetsa Dzamara vasvika kuti ini ndonetsa (aaha, aah) Usandichemedza Pandinenge ndisingaoni wani unondirambidza (aaha, aah) Wazondiremedza Mudiwa usanditsikisa minzwa (aaha, aah) Chimbondipa chekudya Taura mudiwa wangu mumoyo ndinonzwa Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Nditambire, ndiimbire, ndifambire, nditambire Nditambire pasina mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Handimbode kukuona, mudiwa une mumwe munhu (heya) Nditambire, ndiimbire, ndifambire, nditambire Nditambire pasina mumwe munhu (heya)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out