Lyrics

When we say party We want all the crosses to disappear When we say party we are party Oskid, alright Habhuracadhabhura Tinongoti habhuracadhabhura Habhuracadhabhura Da da dancehall Igwe Gafa rafunga kuwachisa maproblem ese Tsvaga khuva malager macider mawhisky kunyange masese Kana pane zviri kukunetsa huya tozvitapudza zvese Tora sipi uone magic zvinoshamura zvese Maproblems ese disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy happy Maoko mudenga maoko mudenga uko Happy happy Zvimwe itai muchitenda so Pano ispaki halula Bhobho achimwa Amarula MaDollar maRands maPula Nhasi tiri kudya mula Pashota ExQ toti alleluia Ndiri kungogaya prezha mumedhula HKD iri kupi Da Ruler Pari pa purezha isu ndisu taruler Ndoda kufara kusvika nda admitiwa pamubhedha kunge chigulani Matirabhuru ese ndamapisa nemoto sa fire president Thulani Ndapinda Bhuruwayo vondibigger zvimoko zvopfura zvichiti s'kuphani Usatsvage nhamo pandiri hauiwane semukwende wangu uri mu woolani Maproblems ese disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy happy Maoko mudenga maoko mudenga uko Happy happy Zvimwe itai muchitenda so Habhuracadhabhura Tinongoti habhuracadhabhura Habhuracadhabhura Tinongoti habhuracadhabhura Handina kumbenge ndaziva Kuti happy unotondiziva Ndaiona uchifara nevamwe ndoshushikana sei uchingondisiya But nhasi wandipinza mugear Tarisa zvoita gafa riya Ndava kuvhara mawhindo hakuna kwauoenda magonhi ndakiya Ukabvisa ma problem mulife panongosara happy Ma gafa hatimboda half chanzi toshamura ne gap Kafariro kacho kondoita kunge mwana ari munappy Vaya vajaira kutora ma pikicha pakuda snap Maproblems ese disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy happy Maoko mudenga maoko mudenga uko Happy happy Zvimwe itai muchitenda so Maproblems ese disappear Ndinoda kumboita happy ndisiye Ndati zvoni disappear Wanyangira munhu asiririye Panapa ihappy happy Maoko mudenga maoko mudenga uko Happy happy Zvimwe itai muchitenda so Disappear, disappear Habhuracadhabhura, habhuracadhabhura Disappear, habhuracadhabhura Disappear, habhuracadhabhura Disappear, habhuracadhabhura Disappear, habhuracadhabhura
Writer(s): Terry Balsamo, Timothy Todd Mccord, William Amos Hunt, William Mclawhorn, Amy Lee Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out