Lyrics

Shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare ini Chokwadi shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare Shungu hadziuraye Dzinorwadza mumoyo chaunodisa chikaramba Shungu dzangu dzekuti ndigarevo zvakanaka sezera rako panyika iwe Zvose zveangove maroto asina maturo Zvinondirwadza kuzvitaura ini Zvose zvakanaka ndinozvionera kuhope, marotoiko akadai? Kurota ndirimupfumi mangwa fume ndirimurombo veduwe kani zvakaoma iwe Kurota ndakaguta mangwana fume miromo papata chokwadi chitaurirwa Marotoiko akadai anondinyemudza upenyu? Inga mandishungurudza ini Shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare ini Chokwadi shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare Shungu hadziuraye Dzinorwadza mumoyo chaunodisa chikaramba Shungu dzangu dzekuti ndigarevo zvakanaka sezera rako panyika iwe Zvose zveangove maroto asina maturo Zvinondirwadza kuzvitaura ini Zvose zvakanaka ndinozvionera kuhope, marotoiko akadai? Kurota ndirimupfumi mangwa fume ndirimurombo veduwe kani zvakaoma iwe Kurota ndakaguta mangwana fume miromo papata chokwadi chitaurirwa Marotoiko akadai anondinyemudza upenyu? Inga mandishungurudza ini Shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare ini Chokwadi shungu hadziuraye Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare Shungu hadziuraye Dzinorwadza mumoyo chaunodisa chikaramba Shungu dzangu dzekuti ndigarevo zvakanaka sezera rako panyika iwe Zvose zveangove maroto asina maturo Zvinondirwadza kuzvitaura ini Zvose zvakanaka ndinozvionera kuhope, marotoiko akadai? Kurota ndirimupfumi mangwa fume ndirimurombo veduwe kani zvakaoma iwe Kurota ndakaguta mangwana fume miromo papata chokwadi chitaurirwa Marotoiko akadai anondinyemudza upenyu? Inga mandishungurudza ini
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out