Lyrics

Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vanababa Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana mai wee Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura Raki kana ropera, wave munyama wega wega Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huya muone nhasi zvatosvorana' Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari" Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vakomana Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vasikana Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura Raki kana ropera, wave munyama wega wega Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huyai muone nhasi zvatosvorana' Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari" Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana baba Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana mai wee Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura Raki kana ropera, wave munyama wega wega Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huyai muone nhasi zvatosvorana' Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari" Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari Tamba wakachenjera shamwari
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out