Lyrics

Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Pane chirwere chirimurudzi rwedu vatema Chirwere chacho, abudirira tinouraya Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya Veduwe vanhu vapera mumabasa umu Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo Hatikwanise kusimudzirana vatema Saka tichigara tirivanhu vekupemha Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo Vese vakafa vakafira kugona basa Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Pane chirwere chirimurudzi rwedu vatema Chirwere chacho, abudirira tinouraya Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya Veduwe vanhu vapera mumabasa umu Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo Hatikwanise kusimudzirana vatema Saka tichigara tirivanhu vekupemha Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo Vese vakafa vakafira kugona basa Inga zvinosiririsa kani varume Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe Inga zvinosiririsa kani varume Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe Haa veduwe, hona veduwe Haa veduwe, inga veduwe Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Hama kani hama weee Hama kani tauraya rudzi rwedu Pane chirwere chirimurudzi rwedu vatema Chirwere chacho, abudirira tinouraya Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya Veduwe vanhu vapera mumabasa umu Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo Hatikwanise kusimudzirana vatema Saka tichigara tirivanhu vekupemha Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo Vese vakafa vakafira kugona basa Inga zvinosiririsa kani varume Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe Inga zvinosiririsa kani varume Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe Haa veduwe, hona veduwe Haa veduwe, inga veduwe
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out