Lyrics

Huya tibatsirane mukadzi wangu, upenyu hwaakuda vaviri-vaviri Iwe neuko ini nekokoko, zvinofamba chete mukadzi wangu Ngatipane mazano tiri vaviri, tisunge chinhu chimwe chete Wasara shure wasirira nhamo uyo ichauyawo mangwana Madzimai ndimika vanhuwo munochenesa misha yedu Pakaipa togadziridzawoka, kana zvanaka toridza mipururu Huya tibatsirane mukadzi wangu, upenyu hwaakuda vaviri-vaviri Iwe neuko ini nekokoko, zvinofamba chete mukadzi wangu Ngatipane mazano tiri vaviri, tisunge chinhu chimwe chete Wasara shure wasirira nhamo uyo ichauyawo mangwana Madzimai ndimika vanhuwo munochenesa misha yedu Pakaipa togadziridzawoka, kana zvanaka toridza mipururu Shinga mukadzi wangu, shingirira Shinga chete tichakunda Shinga mukadzi wangu, shingirira Shinga chete tichakunda Huya tibatsirane mukadzi wangu, upenyu hwaakuda vaviri-vaviri Iwe neuko ini nekokoko, zvinofamba chete mukadzi wangu Ngatipane mazano tiri vaviri, tisunge chinhu chimwe chete Wasara shure wasirira nhamo uyo ichauyawo mangwana Madzimai ndimika vanhuwo munochenesa misha yedu Pakaipa togadziridzawoka, kana zvanaka toridza mipururu Shinga mukadzi wangu, shingirira Shinga chete tichakunda Shinga mukadzi wangu, shingirira Shinga chete tichakunda
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out