Lyrics

Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Chandagona bvumaiwo Chandatadza shoraiwo Chandagona ndipembedzeiwo Chandatadza shorai zvenyu Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Chandagona bvumaiwo Chandatadza shoraiwo Chandagona ndipembedzeiwo Chandatadza shorai zvenyu Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe Chokwadi hachikundwewo nenhema shamwari iwe Vaunotaurira ivavo ini vanondiziva Vanokushora kana uchinge wavakapira gotsi Chokwadi hachikanganikwe asi nhema unokanganwa Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Chandagona bvumaiwo Chandatadza shoraiwo Chandagona ndipembedzeiwo Chandatadza shorai zvenyu Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo Chandagona bvumaiwo Chandatadza shoraiwo Chandagona ndipembedzeiwo Chandatadza shorai zvenyu Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe Chokwadi hachikundwewo nenhema shamwari iwe Vaunotaurira ivavo ini vanondiziva Vanokushora kana uchinge wavakapira gotsi Chokwadi hachikanganikwe asi nhema unokanganwa Kunyange ndiri muvengi wako chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei chandatadza shorawo Kunyange ndiri muvengi wako chandagona bvumawo Kunyange uchindidawo sei chandatadza shorawo Chandagona bvumaiwo Chandatadza shoraiwo Chandagona ndipembedzeiwo Chandatadza shorai zvenyu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out