Lyrics

Munhu wese pasi pano Une muvengi wako shamwari yangu Munhu wese pasi pano kani Pane anokudawo hama yangu Unganatse sei kumunhu wese iwe Zvakadaro, pane anokuvenga Ungave mutadzi pasi pano Zvakadaro, pane anokuda Zvakaoma kufadza munhu wese iwe pasi pano hama dzangu Vazhinji kwazvo vandakanzwa vachitaura Nhingi ndakamuzvonda hapana chaakanditadzira Kana Ishe Jesu akaita muvengi Ungatadze seiko kuita muvengi Munhu wese pasi pano Une muvengi wako shamwari yangu Munhu wese pasi pano kani Pane anokudawo hama yangu Unganatse sei kumunhu wese iwe Zvakadaro, pane anokuvenga Ungave mutadzi pasi pano Zvakadaro, pane anokuda Zvakaoma kufadza munhu wese iwe pasi pano hama dzangu Vazhinji kwazvo vandakanzwa vachitaura Nhingi ndakamuzvonda hapana chaakanditadzira Kana Ishe Jesu akaita muvengi Ungatadze seiko kuita muvengi Munhu wese pasi pano Une muvengi wako shamwari yangu Munhu wese pasi pano kani Pane anokudawo hama yangu Unganatse sei kumunhu wese iwe Zvakadaro, pane anokuvenga Ungave mutadzi pasi pano Zvakadaro, pane anokuda Zvakaoma kufadza munhu wese iwe pasi pano hama dzangu Vazhinji kwazvo vandakanzwa vachitaura Nhingi ndakamuzvonda hapana chaakanditadzira Kana Ishe Jesu akaita muvengi Ungatadze seiko kuita muvengi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out