Lyrics

Nyika kwayava kuenda, hapana achaidzora kumawere kunotyisa Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva Vanoti musi waunofa, yaguma kwauri vanosara vosara vachienda mberi Kana kudovayambira, hapana chaanzwa kwava kungotarisa kwazvinoperera Vanhu vaye vachatye kufa, vave kutorwira kuda kuona anotanga kufa Nyika kwayava kuenda, hapana achaidzora kumawere kunotyisa Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva Vanoti musi waunofa, yaguma kwauri vanosara vosara vachienda mberi Kana kudovayambira, hapana chaanzwa kwava kungotarisa kwazvinoperera Vanhu vaye vachatye kufa, vave kutorwira kuda kuona anotanga kufa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out