Lyrics

Layaan, kandipinzira Rega ndichikapindira Hoowo Kanditi, "Ndiri home alone" Kakuda kutapirirwa, sakani kakandichaira phone Kakati, "Bigman nhai, Bigman pindai, pindai" Kakati, "Bigman nhai, Bigman pindai, pindai" Rega ndipinde Saka ndakabva ndanobata Mapancho Ndikati zvangu zvaita, ndavakupinda tondo Asi ndine chi3 Rand, ndipe 1 Rand ndozozviona ikoko Asi kana uine empty reCoke Rinoita, ukazoritsemura bhasopo Saka chindibuditsa ndirove pasi, unodzokera ku-busstop Ndipinde, rega ndipinde Chimoko chandidana Hanzi chekukwata hapana, maninja Saka ndipinde, rega ndipinde Kunoona mai mpfana Maninja tinozobatana mangwana Layaan Ndakati ndadzika kombi Ndaka-sticker, zvekutoita chi-zombie Imba dzacho ngadzinake kunge iya yakadhindiwa kuseri kwe-10US dhombi Ndakabva ndati, "Ndini here uyu?" DiBigman nhasi vari mumaDale-dale Vachindiona ndichipinda nemukwende hanzi "Uyo akadziya kunge mvura yemuketero" Ndipinde, rega ndipinde Chimoko chandidana Hanzi chekukwata hapana, maninja Saka ndipinde, rega ndipinde Kunoona mai mpfana Maninja tinozobatana mangwana Layaan Please call ndakakatumira Pasina nguva, phone kakandipinzira Ndobva ndati, "Babe, ndiBigman vapinda paposition" Kakatanga kundiscreamira Semumure akangwara ndakamirira Ndichigaya song yekukaimbira Kakauya kachifamba mbijana Kunge Jesu pamusoro pemvura kachindimbundira Kanditi, "Ndiri home alone" Kakuda kutapirirwa, sakani kakandichaira phone Kakati, "Bigman nhai, Bigman pindai pindai" Kakati, "Bigman nhai, Bigman pindai pindai" Takabva tatanga kufamba takambundirana tichienda kumba, road yese tiri two Kana muchida kuziva zvakaitika tapinda mumba, ndibatei pa-part two Saka ndipinde, rega ndipinde Chimoko chandidana Hanzi chekukwata hapana, maninja Saka ndipinde, rega ndipinde Kunoona mai mpfana Maninja tinozobatana mangwana Layaan "Ndiri home alone" Kakandichaira phone "Ndiri home alone" Kakandichaira phone "Ndiri home alone" Kakandichaira phone "Ndiri home alone" Kakandichaira phone "Ndiri home alone" Kakandichaira phone Kanditi, "Ndiri home alone" Kakuda kutapirirwa, sakani kakandichaira phone
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out