Lyrics

Yeah Zvirikundirwadza Gamu Ten, ahh Ndiri paremand Ndiri mujere rake remazi demands Anongo tsvaira bag haatsvaire chivanze Ndirikutsvaga ma rands waiziva Ati ndivhurire boutique, ndiorderewo shisa Msoro urikutema unongopera ne pizza Amai vake anovasheedza nezita Akuda kuzviita kune vanhu Gamu Unoomesera anokuda wacho (anokuda wacho) Unodhonetera vamwe attention yako Ma actions ako, we can't deny kuti pano tension yaapo Tension yaapo, rent hapana Landlord feeling like, ahh dai tikatama Gamu mira ndimbokuchuna Dai ndakaziva kuti rima rinoruma Gamu zvaiguma (zvaiguma) Mabest friends ako ma guys (ma guys) You said not to worry 'cause vane ma wives (Ah) angori ma vibes but you always going out And you never seem to tell each other amana kwayedza (kwayedza) You party until nyanga dzakumera pama dhongi Manje ndiri inini ndirikuswera pamajokey Shandisa mari zvine brain Mai havana shangu imbovatengera maTommy Gamu hakuna movie isingaperi Bvunza Tyler Perry, bvunza kana anyone Ndakati ndipe mukana mwanasikana When you said, "Yes" I was thinking zvabhadhara Those days ndaidzoka wakabika Now when I text wakundisendera ma sticker (Wakundisendera ma sticker) Ndakufenzwa nema jita (ndakufenzwa nema jita) Ndakufenzwa nema jita Before fame I was munhu ari quiet (I was quiet) It wasn't magic (nah) it wasn't science I had to be alone (yes) Ndaisada vayenzi Until I saw a different kind of diet I started doing things zvinogona kukwadza talent All this beefing wasn't ever in my character I'm just manifesting bitterness (ah) Zvaku shower now (ah) zvakunditora power (ah) Pakutoda crawa I was feeling gangster 'cause ndanga ndichiona power And I can't sleep kurara kwangu kutora hour Am I still saying, hobho ndangariro? I can't feel pain, tsono pamadziro Doro pamabiko doro pamariro Ndini ndino killer I'm the murderer When your soulmate is acting like she never had it Ma one, ma one
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out