Lyrics

(Dai zvaibvira) (Dai zvaibvira) Dai zvaibvira, dai zvaibvira Ndaiku bhabhaisa, ey, dai zvaibvira Dai zvaibvira, dai zvaibvira Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira Zvatasara tega, pazobooka, wanga waka-fencer Zvakakosha wanga wakapedza here? Moms vanga vakatemba iwe Stress yandaanayo haisi easy, eish, tichariwana kupi DP Takati wani zvicha-manifester, kubva waenda, tisina kupedza Dai zvaibvira (hmm) dai zvaibvira Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (dai zvaibvira) Dai zvaibvira (yeah) dai zvaibvira Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira Koo mhepo idzi dzabvepi? Dzatora wangu JD wema-baby I wish we could reset nguva tirivadiki Kuma-days emaputi nema-Zappy Dzangova ndangariro, one minute tine show And the next, tine mariro I've never been as shocked (as shocked) ah bro Mwari zvavatora, manje ndiani otora nzvimbo? Eish, eish, hazvisi easy zvemhere Ahh kani, can you tell me, kuti uripi nditeere Aiwa wangu haungatsakatike uripwere Sha, tanga tine ma-dreams tiri mundege Dai zvaibvira, dai zvaibvira (ah, ah, ah) Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (ah, ah, eh) Dai zvaibvira (dai zvaibvira) dai zvaibvira (aiwa) Ndaiku bhabhaisa sahwira wangu, dai zvaibvira (sahwira wangu)
Writer(s): James Tennapel, Holy Ten Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out