Lyrics

Musikana wandainetsekera Bhebhi randairwarira riye Musikana wekumbo ndipozera uye Bhebhi rekumbondisvipira kumeso Andinga roorwe nerombe Hanzi andinga roorwe nerombe Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Yajaira zvekufembeswa bute Yajaira zvekufembeswa bute Musikana wandainetsekera Bhebhi randairwarira riye Musikana wekumbo ndipozera uye Bhebhi rekumbondisvipira kumeso Andinga roorwe nerombe Hanzi andinga roorwe nerombe Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Yajaira zvekufembeswa bute Yajaira zvekufembeswa bute Nhasi uno wondisvinhira misodzi Nhasi uno wondisvinhira misodzi Mabasa erudo akaoma Mabasa erudo akaoma Musikana wandainetsekera Bhebhi randairwarira riye Musikana wekumbo ndipozera uye Bhebhi rekumbondisvipira kumeso Andinga roorwe nerombe Hanzi andinga roorwe nerombe Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Ndingakudii unemhuno yechibhoyi Yajaira zvekufembeswa bute Yajaira zvekufembeswa bute Nhasi uno wondisvinhira misodzi Nhasi uno wondisvinhira misodzi Mabasa erudo akaoma Mabasa erudo akaoma Hanzi dhedhi nhasi maswerepiko? Hanzi lovie nhasi waswerepiko? Andina kumbodya nekukufunga Andina kumborara nekukufunga Hanzi lovie nhasi waswerepiko? Hanzi dhedhi nhasi waswerepiko? Andina kumbodya ndichikufunga Andina kumbodya ndichikufunga Akanganwa aimbondipozera Akanganwa aimbondishainira Akanganwa aimbondipozera Akanganwa aimbondishainira Usandisiye ndega Hanzi dhedhi ndinotya zvipoko Nhasi haacharara nekundifunga Nhasi haacharara nekundifunga Kudya haachadya nekundifunga Kudya haachadya nekundifunga Musikana wandainetsekera Bhebhi randairwarira riye Musikana wekumbo ndipozera uye Bhebhi rekumbondisvipira kumeso Andinga roorwe nerombe Hanzi andinga roorwe nerombe Usandisiye ndega Hanzi dhedhi ndinotya zvipoko Usandisiye ndega Hanzi lovie ndinotya murima Usandisiye ndega Hanzi dhedhi ndinotya zvipoko Usandisiye ndega Hanzi lovie ndinotya murima
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out