Lyrics

Kana moenda mukoma kana moenda Kana moenda kure kure kana moenda Kana moenda mukoma kana moenda Kana moenda kure kure kana moenda Kana moenda mukoma kana moenda Kana moenda kumabiko kana moenda Kana moenda mukoma kana moendaka Mundisiire hupfu hwevana vangu Kana vokwidza mitengo yetunonaka Vandisiire chingwa chevana vangu Kana vokwidza mitengo yetunonaka Vandisiire chingwa chevana vangu Kana vokwidza mitengo yetunonaka Vandisiire chingwa chevana vangu Kana vokwidza mitengo yetunonaka Vandisiire chingwa chevana vangu Vanochema vana vaye vanochema ava Vanouyaura vana vaye vanoyaura ava Vanochema vana vaye vanochema ava Vanouyaura chavanoda kusurviva Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Kana moenda mukoma kana moenda Muchindopinda musangano kana moenda Kana moenda mukoma kana moenda Muiteure hupfu hwevana vaye Vanochema vana vaye vanochema ava Vanouyaura vana vaye vanoyaura ava Vanochema vana vaye vanochema ava Vanouyaura chavanoda kusurviva Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava Chawawana mukoma udye nehama Vanokanganwa vanyamande vanokanganwa ava
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out