Lyrics

Machembere basa iro wee, chiiko mwanangu? (chiiko?) Machembere basa mariona, basa mariona (chiiko?) Kuyai mamera basa rifambe iyi ndima iende (chiiko?) Kuyai mamera basa rifambe iyi ndima iende (chiiko?) Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende (chiiko?) Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende (chiiko?) Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende Handina chekutenda nacho Handina chekutenda nacho Handina chekutenda nacho Handina chekutenda nacho Mungafa here mhai musina kunditenda nemutupo wangu, mai zvakaoma Mofawo here mhai musina kunditenda nemutupo wangu Mai zvakaoma kani (amai zvakaoma) Mai zvakaoma kani (amai zvakaoma) Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Nyarara mwanangu nyararisa, nyarara kuchema nyarara Nyarara mwanangu nyararisa, nyarara kuchema nyarara Chapera chiku, whedza ndinhasi, husiku haurire shiri Maoko maranda anoshanda, anopera zuva rekufa iro Simba mukaka rino sinira, simba mate, hariperi mwanangu kani Hariperi nyarara Hariperi mwanangu kani Hariperi nyarara Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Ndibikerei doro munyama upere, iri jambwa riende Woye, woye, woye mambo, woye mambo (Woye, woye, woye mambo, woye mambo) Woye, woye, woye mambo, woye mambo (Woye, woye, woye mambo, woye mambo) Ndibikirei doro munyama upere, iri jambwa riende
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out