Lyrics

Nhai Mativenga iwe Inga ndiwe nevanji wangu Nhai Mativenga kani Ziva ndiwe dangwe rangu iwe Musi wekufa kwangu Zvese zvichananganawo newe Zvakanaka nezvakashata Zvese zvichaungana pauri Hupfumi nezvikwereti Zvese zvichananganawo newe Chinzvimbo chauchatora Chinodiwa nevakawanda Vanoda kugara nhaka vodya Zvavasina kumboshandira Fume mangwana voti "Honai todya zvemarema" Number one inonetsa iyi Inodiwa nemunhu wese Nhai Mativenga iwe Inga ndiwe nevanji wangu Nhai Mativenga kani Ziva ndiwe dangwe rangu iwe Musi wekufa kwangu Zvese zvichananganawo newe Zvakanaka nezvakashata Zvese zvichaungana pauri Hupfumi nezvikwereti Zvese zvichananganawo newe Chinzvimbo chauchatora Chinodiwa nevakawanda Vanoda kugara nhaka vodya Zvavasina kumboshandira Fume mangwana voti "Honai todya zvemarema" Number one inonetsa iyi Inodiwa nemunhu wese Nhai Mativenga iwe Inga ndiwe nevanji wangu Nhai Mativenga kani Ziva ndiwe dangwe rangu iwe Musi wekufa kwangu Zvese zvichananganawo newe Zvakanaka nezvakashata Zvese zvichaungana pauri Hupfumi nezvikwereti Zvese zvichananganawo newe Chinzvimbo chauchatora Chinodiwa nevakawanda Vanoda kugara nhaka vodya Zvavasina kumboshandira Fume mangwana voti "Honai todya zvemarema" Number one inonetsa iyi Inodiwa nemunhu wese
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out