Lyrics

Hot property (ohh), nyatsocheka masettings, marunnings (Killer T) Musandifungise nhamo takati hatichaida pano Asi ini ndine zano, dai mambotandara pano Musanditsamwise Mirai ndikusimbise Usandigumire Nyama mugochere Toda kufara zvekufara tichitandara Asi nguva ndiyo shoma Ndoda kufara nemi chi all night asi kuden tight Bhonji dzima light ooh (military touch) Ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kufamba navo) Ndipo patinoti isusu dzawira mutswanda Nyama iri pano yakawanda Mudye zvekukanganwa kuti kuchauya mangwana Aiwa ndizarurirewo ndikange nyama Mukaita zvekususumwa tichirova maObama Handina chekumirira Tamuka Vanhu vese vakamuka Ghetto rakamuka, munhu wese akamuka Gochayi nyama mafero musazowanza mamero Ndoda kufara madeko Kupenga hakuridzirwe bhero Ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kutamba navo) Usambotarisa nguva mumwe wangu Vaudze kumba touya (ooh) Usambotarisa nguva mumwe wangu Vaudze kumba touya (ohh) Usandifungise nhamo takati hatichaida pano, asi ini ndine zano Dai mambotandara pano Musanditsamwise (ohh) Mirai ndikusimbise Musandibvumire nyama, mugochere Ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndoda kutamba navo purezha (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (kutamba navo) Ndoda kutamba navo (aye kutamba navo) Ndizarurirewo (aye kutamba navo) Ndoda kufara navo (aye kutamba navo) Hoye, hoye hoye Hoye, hoye hoye Hoye, hoye hoye Hoye, hoye hoye Vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye) Vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye) Zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye) Tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye) Vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye) Vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye) Zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye) Tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out