Lyrics

Amai mwana imi munoposha chokwadika Amai mwana imi munoposha chokwadika Munotuka baba vangu ndisipo Munotuka baba vangu ndisipo Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadi Vana vane mazita evakuru havatukwe Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana Vana vane mazita evakuru havatukwe Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru Vana vane mazita evakuru havatukwe Amai mwana imi munoposha chokwadika Munotuka mbuya vangu ndisipo Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana Vana vane mazita evakuru havatukwe Mukati pwaka mbama masvoraka baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe) Vana vane mazita evakuru havatukwe Mukati futseke marerutsa baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe) Vana vane mazita evakuru havatukwe Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru Vana vane mazita evakuru havatukwe Honai ndivo vachava vakuru vamangwana (vana vane mazita evakuru havatukwe) Vana vane mazita evakuru havatukwe Mai mwana vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika Vana vane mazita evakuru havatukwe Nyarai Vana vane mazita ngavaremekedzwe Svodai Vana vane mazita evakuru havatukwe Nyarai Vana vane mazita ngavaremekedzwe Svodai Vana vane mazita evakuru havatukwe Nyarai Vana vane mazita ngavaremekedzwe Svodai Vana vane mazita evakuru havatukwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out